By Tino MazorodzePresident, IBZim Blog
Mazuva ari kuvharwa nekuvhurwa zvikoro mu Zimbabwe muna 2024
education
info
1 mins
Semudzidzi zvekare ndinotomboitawo nguva yandinoramba ndichitarira mazuva ekuvharwa kwezvikoro nekuda kuenda kumba. Muchinyorwa chino ndaisa mazuva acho sezvakatarwa nebazi rehurumende rinoona nezve Zvidzidzo.
Zvinowanzobvunzwa pamusoro pe karenda reZvikoro mu Zimbabwe
Zvikoro zviri kuvhurwa rinhi pa temu yekutanga mugore ra 2024
Zvikoro zviri kuvhurwa rinhi pa temu yechipiri mugore ra 2024
Zvikoro zviri kuvhurwa rinhi pa temu yechitatu mugore ra 2024
Karenda rezvikoro zvemuZimbabwe
- Zvikoro zvemuZimbabwe zvinowanzo vhurwa zuva reChipiri zvichivharwa zuva reChina.
- Vana vanodzidza kuma bhodhinyi vanowanzo vhara nekuvhura zvikoro nezuva rimwe kumashure kwevanoenda kuchikoro vachidzoka kumba zuva nezuva.
- Zvikoro zvizhinji zvisiri zvehurumende zvine mazuva ekuvhura nekuvhura akasiyana ne aya anotarwa nehurumende.
- Kazhinji temu imwe chete yakareba mwedzi mitatu zororo richiita mwedzi mumwe chete.
Mazuva ari kuvharwa nekuvhurwa zvikoro muZimbabwe mugore ra 2024
Chikamu | Zuva rekuvhura (2024) | Zuva rekuvhara (2024) |
---|---|---|
Temu yekutanga | 9 Ndira | 27 March |
Zororo rekutanga | 27 Kurume | 6 Chivabvu |
Temu yechipiri | 7 Chivabvu | 8 Nyamavhuvhu |
Zororo rechipiri | 9 Nyamavhuvhu | 9 Gunyana |
Temu yechitatu | 10 Gunyana | 5 Zvita |
Zororo rechitaty | 5 Zvita | 10 Ndira 2025 |