By Trish MazondeContributer, Writer
Ziva kwekuwana mahotera nedzimba svinu dzeku Victoria Fall mu Zimbabwe
travel
rankings
2 mins
Mari yazoita ka yekuti muende ku Victoria Falls? Muchinyorwa chino ndaisa zvose zvaungada nezvekuronga pekugara. Dzika uone mahotera nedzimba dzaunokwanisa kuwana kubva kune dzakachipa kusvika dzinodhura
Zvinowanzo bvunzwa pamusoro peVictoria Falls
Chii chinonzi Victoria Falls?
Ndeipi nguva yakanaka kuenda ku Victoria Falls?
Ndezvipi zvinhu zvinoitwa ku Victoria Falls?
Mahotera nedzimba svinu gumi dzinowanikwa ku Victoria Falls
1. Victoria Falls Waterfront
Mari inodiwa pazuva: $50 - $200
2. Radisson Blu
Mari inodiwa pazuva: $100 - $300
3. Elephant Hills Resort
Mari inodiwa pazuva: $200 - $400
4. Mbano Manor Hotel
Mari inodiwa pazuva: $300 - $500
5. Palm River Hotel
Mari inodiwa pazuva: $400 - $700
6. N1 Hotel
Mari inodiwa pazuva: $80 - $200
7. Rainbow Hotel
Mari inodiwa pazuva: $120 - $300
8. Backpackers Lodge
Mari inodiwa pazuva: $30 - $100
9. A'Zambezi River Lodge
Mari inodiwa pazuva: $200 - 600
10. Livingstone Lodge
Mari inodiwa pazuva: $90 - $200